Skip to content

Tsitsi Dzinondishamisa

June 1, 2012

Tsitsi Dzinondishamisa

1.
Tsitsi dzinondishamisa
Dzakandiponesa.
Ndakange ndisingaone
Zvino ndaoneswa.

2.
Tsitsi dzinondishamisa
Dzakandishingisa.
Ngetsitsi dzake ndasukwa
Zvino ndaponeswa.

3.
Mudambudzo repanyika
Ndine Mugondeki.
Ndichazofamba kuenda
Kum’soro kudenga.

4.
Ishe wakanditsidzira
Rufaro kudenga.
Jehova ndiye M’chingeti
Muupenyu hwepasi.

From → Uncategorized

Leave a Comment

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s

%d bloggers like this: