Skip to content

Gara Neni Izuva Radoka

May 16, 2012

1.
Gara neni izuva radoka Rima rinosvika; gara neni! Vamwe vayamuri vakatadza. Ishe muyamuri, gara neni.

2.
Ndinokutsvaka nenguva dzose; Ngoni dzako dzakunda muidzi. Unoziva kunditungamira; Parima, pachena, gara neni.

3. Handityi kana uripedyo; Nhamo hairemi, handichemi; Handine nhamu naiko kufa. Ndokunda kana ugere neni.

4. Ndiratidze, Iwe uri woga; Ndivhenekere kuti ndione. Kuedza kunogouya zvino; Mu’penyu murufu, gara neni.

From → spiritual

Leave a Comment

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s

%d bloggers like this: