Skip to content

Paimba YeGwayana

May 15, 2012

1.
Paimba yeGwayana raMwari Ichiripo nzvimbo yokupinda. Pindai, pindai, nzvimbo ichiripo.

2.
Ruripo rufaro nokuimba, Ruripo rudo rwose nengoni, Pindai, pindai,nzvimbo ichiripo.

3.
Tinodaidzwa naiye muridzi, Anoda kuti vose vapinde. Pindai, pindai, nzvimbo ichiripo.

4.
Wapera musi, ravira zuva, Kwava nemimvuri mirefu. Pindai, pindai, nzvimbo ichiripo.

5.
Imba yetsvitsa yoda kuzara, Uchakazarurwa Mukuwasha. Pindai, pindai, nzvimbo ichiripo.

6.
Chenjera kwazarurirwa gonhi, Kana zvichinzi, ”Nzvimbo haipo.” Haipo, haipo, nzvimbo haipo.

From → spiritual

Leave a Comment

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s

%d bloggers like this: