Skip to content

Chinhu Chinotyisa Kwazvo

May 14, 2012

1.
Chinhu chonotyisa kwazvo Zuva rokupera; Kana Ishe achitonga Kokupedzisira.

2.
Kuriko nokuvandana Pane ino nyika; Naikoko kuvandana Kwouya pachena.

3.
Pane nyika kunotadzwa Kusina kunzwika; Nyamba kwose kwakanzwika Nomuzivi zvose.

4.
Nero zuva pamibvunzo Kunonzwika zvose; Zvakaitwa panyika Kumarudzi ose.

5.
Ngavadzoke vakaipa Pakuipa kwavo; Teurai nhasi mose KuMusununguri.

From → spiritual

Leave a Comment

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s

%d bloggers like this: