Skip to content

Ndinosimuda SHE

May 13, 2012

1.
Ndinosimuda ‘SHE Kundibetsera; Nzwi renyu ndigonzwa Kundinyaradza.

CHORUS
Ndotsvaka imi moga Mwoyo wangu womushuva Nditarirei Jesu, Ndinyaradzei!

2.
Ndinosimuda SHE Sarai neni, Ndingazokunda’vo Muri pandiri!

3.
Ndnosimuda SHE Pandinofara; Pa’ndotambura vo Musandisiya!

4.
Ndinosimuda SHE Ndinatswe chose; Ndimushumire vo, Nomwoyo wose!

From → spiritual

Leave a Comment

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s

%d bloggers like this: