Skip to content

Chinjikano Ndirero

May 13, 2012

1.
Chinjikano ndirero Tsime reupenyu; Rinopodza vose She, vanouya kwenyu.

CHORUS
Ipapo, ipapo, Jesu ndichakudza; Kusvikira ikweyo ndichimurumbidza.

2.
Chinjikano, ipapo Ndanga ndichihuta; Bva nenyasha ndipapo Pandakazofara.

3.
Maratidza ipapo Tsitsi dzenyu huru; Zvino mundibetserei Kuifunga kwazvo!

4.
Ndorambira ipapo Ndichitenda kwoga; Pamwe handizivi’po Asi apo poga.

From → spiritual

Leave a Comment

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s

%d bloggers like this: