Skip to content

Ngatiende Vadikani Kune Munda Wake Tenzi

May 14, 2012

1.
Ngatiende vadikani, Kune munda wake Tenzi, Unodiwa vekurima, NdiSamunda wadaidza.

CHORUS
Kasikai kuendayo, Kune zunde rake Mambo, Famba iyo, endai iyo, Kune zunde rake Mambo.

2.
Jesu wati kuna Peter, “Chitevera sure kwangu, Unozovabvuwa vanhu,” Kubva mune dima guru.

3.
Jesu Tenzi watiudza, “Endai kune pasi pese, Muchiparidza izwi Kune ndudzi dzese dzese.”

4.
Zvino rava jana redu Rekutora iri soko Kuna ivo vari kure, Vasingamuzivi Tenzi.

5.
Jesu wati “Kumbiranyi Vapupuri kuna Ishe, Zvokwasvika kupupura Vashomana vapupuri.”

About these ads

From → spiritual

Leave a Comment

Leave a Reply

Fill in your details below or click an icon to log in:

WordPress.com Logo

You are commenting using your WordPress.com account. Log Out / Change )

Twitter picture

You are commenting using your Twitter account. Log Out / Change )

Facebook photo

You are commenting using your Facebook account. Log Out / Change )

Google+ photo

You are commenting using your Google+ account. Log Out / Change )

Connecting to %s

Follow

Get every new post delivered to your Inbox.

%d bloggers like this: